NHARE MBOZHA

KUSHANDUKA KWENHARE MBOZHA MAKORE GUMI APFUURA Kushandiswa kweNhare mbozha kwave kuchiwedzera mumakore apfuura, izvi zvinosakisawo nekuwedzera kwekushanda kweNharembozha dzacho,  vamwe vanoshandisa…

Source: NHARE MBOZHA

NHARE MBOZHA

joemobilesolutions

smartphone-evolution1

KUSHANDUKA KWENHARE MBOZHA MAKORE GUMI APFUURA

Kushandiswa kweNhare mbozha kwave kuchiwedzera mumakore apfuura, izvi zvinosakisawo nekuwedzera kwekushanda kweNharembozha dzacho,  vamwe vanoshandisa kukurirana, kunyorerana tsamba mbozha, kupinda pamasai sai eIndaneti, kutamba mitambo, kutenga nekutengeserana, kuona nekunzwa mimhanzi,nezvimwewo.  Izvi zvinobva zvapa vaya vanogadzira midziyo iyi kuti vagare vachivandudza mhando dzezvigadzirwa izvi. Sezvirikuratidzwa pamufananidzo , tinoona kuti mumakore ekutanga kugadzirwa kwenhare mbozha dzainge dzakakura uye dzairema pauremu zvekutosungirirwa pabande chaipo. Dzikazoita dzichidukupa zvichienderana nekuwandudzwa kweruzivo.

…………..zvimwe muchikamu chinotevera……..

View original post